Kusuma

Pasto, ndiro guta guru rebazi reNariño, kumaodzanyemba kweColombia. Guta rine vangangoita 392,930 vagari uye iri muAtriz Valley paAndes cordillera, pazasi pegomo reGaleras.